Wakandi shainira Kare
Nhasi wavakutaimira Vale
Kana nguva yangu yakwana
Wangu ndichamuwana
Ingori nyaya yemukana
Pamwe anouya mangwana
Wangu anouya mangwana
Iwe ndanzwa nekukunyorera tsamba
Uchingondiramba
Uchanditsvaga Ndakusada
Uchandida ndakusatsvaga
Ipapo ndinenge ndakuita nezve life yangu wakuona sendakudada
Uchanditsvaga Ndakusada
Uchandida ndakusatsvaga
Ipapo ndinenge ndakuita nezve life yangu wakuona sendakudada
Haa
Kana Zvaita Uchauya wega
Kana Zvaita Uchauya wega
Haa
Kana Zvaita Uchauya wega
Kana Zvaita Uchauya wega
Wakandipengesa nguva ye Jatropha
Wakanditengesa leather Sofa
Ukazondichemedza ndokubva ndoga
Vavengi vese Ndokubva vafara
Kana nguva yacho yakwana
Maybe you will forgive me somehow
I don't wanna rush you mama
Ndanzwa nekukunyorera tsamba
Uchingondiramba
Uchanditsvaga Ndakusada
Uchandida ndakusatsvaga
Ipapo ndinenge ndakuita nezve life yangu wakuona sendakudada
Uchanditsvaga Ndakusada
Uchandida ndakusatsvaga
Ipapo ndinenge ndakuita nezve life yangu wakuona sendakudada
Haa
Kana Zvaita Uchauya wega
Kana Zvaita Uchauya wega
Haa
Kana Zvaita Uchauya wega
Kana Zvaita Uchauya wega
Well my side of the story is kinda different
I wasn't barely through my mission
I thought I had all that it done took baby
I didn't realise I wasn't paying attention to the dash now boom
I fell in love with you can you believe it
Stayed up all night she finna heal me
Painting stars with some magic
Didn't know it would end up in a tragedy
Kana nguva yacho yakwana
Maybe you will forgive me somehow
I don't wanna rush you mama
Ndanzwa nekukunyorera tsamba
Uchingondiramba
Kana nguva yangu yakwana
Wangu ndichamuwana
Ingori nyaya yemukana
Zvimwe anouya mangwana
Wangu anouya mangwana
Iwe ndanzwa nekukunyorera tsamba
Uchingondiramba
Uchanditsvaga Ndakusada
Wakandi shainira Kare
Wakandi shainira Kare
Wakandi shainira Kare
Wakandi shainira Kare
Nhasi wavakutaimira Vale