Dai ndakangokusiya uri sneaky link
Haudeserve kuiswa pa profile pic
Muroyi
Akandiroya
Akandisiya nevanga
Hona yaakazonditamba
Ndaitodanana nen'anga
Kanhai
Mhosva ndeyangu shaa
Ndini ndakakasika kubeliever
Ndakakasika kubeliever
Iwewe ehe bho zviriko
Chawaingoda kungondi deceiver
Aiwa naMwari O
Munyama uchakuwira
Haungambondidai so
Nezvese zvandaikuitira
Ndikai funga mari yangu yandakaspender shaa
Ko time yangu yandaka waister
Ma feelings andanga nda invester
Shamwari hauripinde denga aah
Wakandi damager moyo wangu wanga wakabatana
Zvakunetsa kuti ndi truste
Handicha believer love
Handicha believer love
Handicha believer love
Haichanakidza life
Wakandiroya
Wakapinda mulife mangu
Ukachinja twunhu twangu
Ndokuputsa moyo wangu
Wakandiroya
Wakapinda mulife mangu
Ukachinja twunhu twangu
Ndokuputsa moyo wangu
Wakandiroya
Dai ndisina kuisa mafeelings pazvinhu
Dai ndisina kuita zvemoyo
Zvazvitori better
Hona ndakuregretter
Dai ndisina kuisa mafeelings pazvinhu
Dai ndisina kuita zvemoyo
Zvazvitori better
Hona ndakuregretter
Now yangova regret
Dai ndaka eliminater
Ese madhiri elove
Ndakuziva hangu
Kuti uri razor
Aewa muroyi ndiwe
Akatonhodza moyo ndiwe
I should never made you part of the plan
Coz you don't deserve me
No lie
I should have known known you are messed up
It's true you came in you changed my plans
Wandiroya girl Wandiroya
Wakapinda mulife mangu
Ukachinja twunhu twangu
Ndokuputsa moyo wangu
Wakandiroya
Wakapinda mulife mangu
Ukachinja twunhu twangu
Ndokuputsa moyo wangu
Wakandiroya
Dai ndisina kuisa mafeelings pazvinhu
Dai ndisina kuita zvemoyo
Zvazvitori better
Hona ndakuregretter
Dai ndisina kuisa mafeelings pazvinhu
Dai ndisina kuita zvemoyo
Zvazvitori better
Hona ndakuregretter
Waindinyepera uchindisofter
Kuti ndakakugonera uchandipowo star (poster)
Mufunge nyaya yerudo yandicoster yandicoster
Kana waisandida nemoyo wese
Dai wakangoregedza
Saka ndichadzorera sei
Nguva yangu yawakapedza
Dai ndisina kumbokupa mukana
Dai tisina kumbosangana
Dai ndisina kumbokupa mukana
Waisazombondikanya
Haa Wakandiroya
Wakapinda mulife mangu
Ukachinja twunhu twangu
Ndokuputsa moyo wangu
Wakandiroya
Wakapinda mulife mangu
Ukachinja twunhu twangu
Ndokuputsa moyo wangu
Wakandiroya
Dai ndisina kuisa mafeelings pazvinhu
Dai ndisina kuita zvemoyo
Zvazvitori better
Hona ndakuregretter
Dai ndisina kuisa mafeelings pazvinhu
Dai ndisina kuita zvemoyo
Zvazvitori better
Hona ndakuregretter