Back to Top

Txnyaradzwa - 10:19 Lyrics

Txnyaradzwa - 10:19 Lyrics
Official

Luke 10:19 reads behold, I have given you the authority to trample on serpents and scorpions, and over all the power of the enemy, and nothing shall by any means hurt you
Sango rinopa aneta
Mhamha vaneta
Kuswera uchingobatanidza mari yawakwereta
Vanomirira Svondo chete
Iro pondo rese, rinopera
Hamuone kuti zvaramba
Zvapera
Zvawanda
Vanyeya
Rume riye makaritsvaga asi hapana
Hamuone kuti zvarwadza
Zvarema
Zvamada
Zvapera
Bhawa rese makarinwa asi hapana
Ramba kuswero tandaniswa nemamhepo ekwababa vako
Zvababa vako, ramba
Kuswero shungurudzwa nemamhepo ekwamhamha vako
Zvamhamha vako, ramba
Kuswera uchingotenderera
Tenderera
Tenderera
Tenderera
Tenderera
Tenderera
Ramba. Musoro uchingotenderera
Tenderera
Tenderera
Tenderera
Tenderera
Muoitira murima
Chiedza chinobuda mangwana
Wakanya ukafunga kuti havafe vakazviziva
Zvawapara, muri mega mumubhedha
Hamuone kuti zvaramba
Zvapera
Zvawanda
Vanyeya
Rume riye makaritsvaga asi hapana
Hamuone kuti zvarwadza
Zvarema
Zvamada
Zvapera
Bhawa rese makarinwa asi hapana
Ramba kuswero tandaniswa nemamhepo ekwababa vako
Zvababa vako ramba

[ Correct these Lyrics ]

[ Correct these Lyrics ]

We currently do not have these lyrics. If you would like to submit them, please use the form below.

Writer: Natasha Kambasha
Copyright: Lyrics © O/B/O DistroKid

Back to: Txnyaradzwa

Txnyaradzwa - 10:19 Video
(Show video at the top of the page)

Performed By: Txnyaradzwa
Language: English
Length: 3:07
Written by: Natasha Kambasha

Tags:
No tags yet